KwaunobvaDuramazwiKkwenga

Duramazwi

kwenga

scrape

Zvinoreva

Kukwenga kupara uchibvisa zvakanamira pamwe panhu, uchishandisa nzara kana chimwewo chinhu.

1

Kukwenga kupara uchibvisa zvakanamira pamwe panhu, uchishandisa nzara kana chimwewo chinhu.

Mwana akaisa mvura muроto yaiva nemakoko kuti inyongovere, isanetsa kukwenga.

Kumwaraura kukwenga paganda kana chimwewo chinhu zvakasimba uchishandisa nzvara.

Kuparanzura kumara kana kuti kukwenga panzvimbo nenzara kana nechimwewo chinhu.

2

Kukwenya.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word