KwaunobvaDuramazwiKkwememe

Duramazwi

kwememe

Zvinoreva

Kana munhu ati kwememe anenge akamira zvinoratidza kupusa pamwe nokuvhiringika. Vana vanga vachiseka mumwe wavo anga abvarura bhurugwa, iye asingoti kwememe.

1

Kana ndebvu dzichinzi dzakati kwememe dzinenge dzakanyatsomira pachirebvu, dzakareba uye dzakabatana.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwenenzvera

Kana munhu achikwenenzvera chivezwa kana chiumbwa, anenge achichigadziridza kuti chitsvedzerere.

Verenga

Swipe for the next word