KwaunobvaDuramazwiKkwereva

Duramazwi

kwereva

Zvinoreva

Kuti kwereva kumira munhu achiratidza kuti ashaya zvekuita nezvinenge zvaitika, zvikamushamisa.

1

Pakapinzwa muchacha pagedhe mubati akasara akangoti kwereva.

Kuti kwereva kumira munhu achiratidza kuti ashaya zvekuita nezvinenge zvaitika, zvikamushamisa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwesa

Kana mwana achikwesa anenge achiregedza kana kunonoka kuita zvaanoudzwa nevakuru.

Verenga

Swipe for the next word