KwaunobvaDuramazwiKkwesere

Duramazwi

kwesere

Zvinoreva

Kunyatsokwanirana.

1

Kunyatsokwanirana.

Kana munhu achinzi akazara kuti kwesere anenge akanyatsosvika, ari munhu kwaye kwaye.

2

Kana mbambo yakati kwesere muburi mayo, zvinoreva kuti zvinenge zvakanyatsoenzanirana.

3

Kana munhu achinzi akazara kuti kwesere anenge akanyatsosvika, ari munhu kwaye kwaye.

Handifungi kuti Paradzai akanvatsoti kwesere ini, nokuti zvaandiitira pazere vanhu ndanyara ndikashaya pokunyura.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word