Duramazwi
Zvinoreva
Kana mwana achikwesa anenge achiregedza kana kunonoka kuita zvaanoudzwa nevakuru.
1

Kukataidza mwana kumujaidza kana kumuregeredz, zvokuti anozopedzisira ava kukwesa kana kuzvida.
Unhari kusada kuudzwa, kana kuti kukwesa kunoita munhu anonetsa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwesere
Kunyatsokwanirana.
VerengaSwipe for the next word