Duramazwi
kwesha
scrub
Duramazwi
scrub
Kana uchikwesha dehwe kana muviri wako, unenge uchikwiza nechinhu chakaita sebwe kuti tsvina ibve.
Kana uchikwesha dehwe kana muviri wako, unenge uchikwiza nechinhu chakaita sebwe kuti tsvina ibve.
Muudzei akweshe man'a ari mutsoka dzake avo, anenge achatopinda shereni.
Ndaive ndanzi ndinofanira kukwesha madziro emba yese Saka ndaisatoziva kuti ndaizopedza rini?
Ndaiti ndikakwesha ndobva ndopukuta ndichidaro kusvika ndapedza.
Kana munhu achiti akwesha basa anenge ariita zvakanyanya.
Duramazwi
01 / 03kweshana
Kukwizirana.
VerengaSwipe for the next word