Duramazwi
kwiza
rub
Duramazwi
rub
Kukweshera chinhu pane chimwe.
Kukweshera chinhu pane chimwe.
Kumasaja munhu kumukwiza panenge pachirwadza kuti nyama dzake dziregedzeke.
Kupukuta-pukuta kukukwiza chinhu kakawanda nechinangwa chekubvisa tsvina inenge iripo.
Ruredzo mashizha omufeso anoshandiswa somushonga, anoti ukaakwiza ukaisa mumvura anorera.
Kana uchikwiza munhu kumusana, unenge uchishandisa dombo kana chimwewo chokukweshesa kuti upokotore tsvina yaanenge anayo.
Kana munhu achikwiza chibage anenge achichitsokonyora nenzira yokuchikweshera pabwe kana pamwewo panhu.
Duramazwi
01 / 03kwizana mapendekete
Kana vanhu vachinzi vanochikwizana mapendekete vanenge vari kufambidzana pane zvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word