KwaunobvaDuramazwiKkwizira

Duramazwi

kwizira

Zvinoreva

Kana uchikwizira mushonga muganda unenge uchiuzorera uchiita zvekushandisa simba rakawanda.

1

Kana uchikwizira mushonga muganda unenge uchiuzorera uchiita zvekushandisa simba rakawanda.

Boma ndepanenge pakuzvuka pomuti nemhaka yokuti mhuka dzinozvikwizira ipapo.

Kuti kweshe kweshe ruzha runoitika kana munhu achikwizira simbi pakaomarara.

Kana munhu achikuzvura chibage anenge achichitokonyora achikwizira padombo.

2

Kana uchikwizira riva unenge uchitsetsenura pauchazoriteya kuitira kuti rigonyatsa kuzorova mbeva kana yauya.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word