KwaunobvaDuramazwiKkwizu

Duramazwi

kwizu

Zvinoreva

Kwizu kwizu.

1

Kwizu kwizu.

Akati shangu kwizu kwizu nebhuracho, achibva adziti mutsoka pfe pfe, ndiye panze dhugu.

Kuti kwizu kwizu kukwesha kana kupukuta zvakasimba.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwizu kwizu

Kuti kwizu kwizu kukwesha kana kupukuta zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word