KwaunobvaDuramazwiKkweshana

Duramazwi

kweshana

Zvinoreva

Kukwizirana.

1

Kukwizirana.

Kukweshana kukwikwidzana zvakanyanya pane chimwe chinhu.

2

Kukweshana kukwikwidzana zvakanyanya pane chimwe chinhu.

Pamakwikwi ekumhanya epachikoro chedu pane vakomana vaviri vaikweshana pamujaho wemamita zana.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kweshe kweshe

Kuti kweshe kweshe ruzha runoitika kana munhu achikwizira simbi pakaomarara.

Verenga

Swipe for the next word