KwaunobvaDuramazwiKkweretesa

Duramazwi

kweretesa

lend

-borekakumbidza

Zvinoreva

Kukweretsesa kupa munhu chinhu chako kuti amboshandisa ozokudzosera.

1

Kukweretsesa kupa munhu chinhu chako kuti amboshandisa ozokudzosera.

Ndakamukweretesa mari yekutenga zvikwereti zvechikoro.

Mubhangi munhu ari iye muridzi webhizinesi rokuchengetera nokukweretesa vanhu mari.

Zvakafanana

-boreka · kumbidza

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwereva

Kuti kwereva kumira munhu achiratidza kuti ashaya zvekuita nezvinenge zvaitika, zvikamushamisa.

Verenga

Swipe for the next word