KwaunobvaDuramazwiTtsinha

Duramazwi

tsinha

-tsinhanisa

Zvinoreva

Kutsinha kuisa zvinhu pedo napedo.

1

Kutsinha kuisa zvinhu pedo napedo.

Hamufaniri kutsinha chibage ichi nokuti chinozovhungana.

Chitsinha munyama unotadzisa murume kuroora kana kuti mukadzi aroorwe.

2

Kutsinha kupa munhu chimwe chinhu kuti amboshandisa ozokudzosera.

Zvakafanana

-tsinhanisa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsinhana

Kana zvinhu zvakatsinhana zvinenge zviri pedo napedo zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word