KwaunobvaDuramazwiKkwati

Zvinoreva

Kuti kwati kuenda pedo pedo nechimwe chinhu.

1

Kuti kwati kuenda pedo pedo nechimwe chinhu.

Tauya nemugwagwa uya wakati kwati negomo riya rekwanambuya.

Kana tikati kunze kwakanga kwati zvii (kusviba) nyangwe tisina kupedzisa unenge watoona mamirire ekunze.

Kuzeza chati kwati hunge uine katurike.

2

Kuti kwati kuisa chinhu pachinonyatsokwana.

Zvakafanana

mani mani

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwati kwati

Kuti kwati kwati kubatirira chaizvo sezvingaite mwana wegudo akatakurwa naamai vake.

Verenga

Swipe for the next word