Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwati kwati kubatirira chaizvo sezvingaite mwana wegudo akatakurwa naamai vake.
1

Kana chinhu chikanamatira pane chimwe chinenge charamba chakati kwati kwati chisingabvi.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwatidza
Kukwatidza munhu nembama kumurova zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word