KwaunobvaDuramazwiKkwengu

Duramazwi

kwengu

Zvinoreva

Izwi rerunyararo ruzivo rukuru.

1

Izwi rerunyararo ruzivo rukuru.

Chikwengu mukombe wedoro wokupedzisira unopiwa munhu kutaridza kuti doro racho rapera.

Chikwengu ndechose chinenge chiri kuitwa pokugumisira chaipo pezvose zvanga zviri kuitwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwengura

Kunanzva nenzira yerubatsiro.

Verenga

Swipe for the next word