Duramazwi
-shaina
Zvinoreva
Kana uchishainisa mumba unenge uchikwiza nebhuraso nejira paiswa kobhura kuti pavaime kana kuhwinya.
1

Kana munhu achishainisa anenge achigona kuita chimwe chinhu zvakanyanya uye zvinofadza ruzhinji rwevanhu.
2

Zvakafanana
-shaina
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shaisano
Shaisano maitiro esvoto, okuti kana ukasawana zvaunoda, haudi kuti umwe munhu ave nazvo.
VerengaSwipe for the next word