Duramazwi02 / 03shainaKana munhu achishaina mumba anenge achikwiza pasi nechidhende kana chimwe chinhu, kuti kobhura yacho ibatire uye mugobwinya.Verenga→
Duramazwi03 / 03shainisaKana uchishainisa mumba unenge uchikwiza nebhuraso nejira paiswa kobhura kuti pavaime kana kuhwinya.Verenga→