KwaunobvaDuramazwiSshaina

Duramazwi

shaina

-shainisa-vhaira-dada

Zvinoreva

Kana munhu achishaina mumba anenge achikwiza pasi nechidhende kana chimwe chinhu, kuti kobhura yacho ibatire uye mugobwinya.

Kana munhu achinzi anoshaina anenge aine maitiro anotaridza kuzvida uye kuti anofunga kuti ndiye akakosha kana kungwara kudarika vamwe vose.

1

Kana munhu achinzi ashaina anenge aita chinhu neunyanzvi zvikuru pagungano revanhu.

2

3

Zvakafanana

-shainisa · -vhaira · -dada

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shainisa

Kana uchishainisa mumba unenge uchikwiza nebhuraso nejira paiswa kobhura kuti pavaime kana kuhwinya.

Verenga

Swipe for the next word