Duramazwi01 / 03shaishiraKushaishira munhu kumuitira zvinhu zvakashata. Baba ava vakashishira mwana nokumuregesa chikoro.Verenga→
Duramazwi03 / 03shakadziraKushakadzira munhu kumumwaya mvura asingafungidziri, zvinomuita kuti aite zvokuvhunduka.Verenga→