KwaunobvaDuramazwiSshaika

Duramazwi

shaika

Zvinoreva

Kushaikwa kana kupararira kwechinhu chauya uine chido nacho.

1

Kushaikwa kana kupararira kwechinhu chauya uine chido nacho.

Akachema Natasha but akamubatsira ndiye akashaika.Pavakazomurega aive anzwa chaiko.

Ndakavakwazisa hangu ndokubva ndavaudza kuti ndiri mwana wemunin'ina wamai Noku akashaika.

Ndakubvunzawo mama maitikiro akaita nhau yacho vakandirondedzera vachiti ivo pakashaika gogo vanova mai vavo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shaina

Kana munhu achishaina mumba anenge achikwiza pasi nechidhende kana chimwe chinhu, kuti kobhura yacho ibatire uye mugobwinya.

Verenga

Swipe for the next word