Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akakobhura mumba anenge amuisa mafuta epasi, uye kumukwiza kuti mutsvedzerere nokuhwinya.
(rupawo) Kobhura mafuta anozorwa pasi mumba, ozokwizwa kana aoma kuitira kuti mumba mutsvedzerere uye kuhwinya.

Kana uchishainisa mumba unenge uchikwiza nebhuraso nejira paiswa kobhura kuti pavaime kana kuhwinya.
Kana munhu achishaina mumba anenge achikwiza pasi nechidhende kana chimwe chinhu, kuti kobhura yacho ibatire uye mugobwinya.

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kobiri
farthing
VerengaSwipe for the next word