KwaunobvaDuramazwiKko ko ko

Zvinoreva

Aya mazwi anotaurwa nomunhu achisvika pamusha kana kuti pamba paari kuda kupinda.

1

Aya mazwi anotaurwa nomunhu achisvika pamusha kana kuti pamba paari kuda kupinda.

Ko ko ko! Pindai.

Ko, ko, ko " Batakue vainge vofunga kuti votaura nyaya yavo here?

Madonhwe okutanga emvura taianzwa kuti ko ko ko padenga remba yemazen'e.

Zvakafanana

go go go

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kobhura

Kana munhu akakobhura mumba anenge amuisa mafuta epasi, uye kumukwiza kuti mutsvedzerere nokuhwinya.

Verenga

Swipe for the next word