KwaunobvaDuramazwiGgo go go

Duramazwi

go go go

dho dho dho

Zvinoreva

Kuti go go go kudonha kwemvura kana zvimwevo zvichiita madonhwe makuru.

Kana munhu akati go go go anenge achikumbira mvumo yokupinda mumba.

1

Ndakanzwa kuti go go go, ndikaziwa kuti panze pane munhu.

2

Zvakafanana

dho dho dho

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

go- [-ho-]

Tinoshandisa -go- kana tichida kuudza munhu zvakaitika mushure mechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word