KwaunobvaDuramazwiGgiya

Duramazwi · zita

giya

gear

-zvina

Zvinoreva

Giya kasimbi kanochinjwa nzvimbo kachitoita kuti injini ifambise muchina zvishoma kana zvakanyanya. Kuti ukwire mukwidza, isa motokari mugiya rine simba.

Kana munhu achigiya anenge achitsika pasi zvine simba achidzana. Vanotamba mbakumba vanoita pasi pokugiya.

1

Mumhanzi wanga wodandaurwa, ava vanaChiedza vava kugiya pasi zvebasa chaizvo.

2

Zvakafanana

-zvina

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

giza

Giza mudziyo unoshandisa magetsi kana moto wehuni kudziiyisa mvura yakawanda. Tungidza giza mvura idziye, tigogeza.

Verenga

Swipe for the next word