Duramazwi · zita
girovhisi
glove
Duramazwi · zita
glove
Chipfeko chechanza kuitira kuzvidza kana kudzivirira (gloves).
Chipfeko chechanza kuitira kuzvidza kana kudzivirira (gloves).
Bhokiseni mutambo wevanhu vaviri vanenge vachirovana nezvibhakera vakapfeka magirovhisi.
Duramazwi
01 / 03gitare
violin
VerengaSwipe for the next word