Duramazwi
Zvinoreva
Kuti go kutema muti kana chimwe chinhu kamwe chete nesanhu kana mumwewo mudziyo.
Kuti go kugara kwekuti magaro anenge ari pasi, tsoka dzakatsikawo pasi, kunoitwa kazhinji nemunhu anenge aneta.

Kana nyoka ikati go, inenge yaruma chimwe chinhu.
Ndakamuona atoti go kugara mumunda vamwe vachiita basa, ndikaziva kuti akange aneta.
Muriwo waiti go-o kuvava nokuti wakanga warungwa kaviri.
Kuti go kugara kwekuti magaro anenge ari pasi, tsoka dzakatsikawo pasi, kunoitwa kazhinji nemunhu anenge aneta.
Ndakamuona atoti go kugara mumunda vamwe vachiita basa, ndikaziva kuti akange aneta.
Muriwo waiti go-o kuvava nokuti wakanga warungwa kaviri.
Kuti go kutema muti kana chimwe chinhu kamwe chete nesanhu kana mumwewo mudziyo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03go go go
Kuti go go go kudonha kwemvura kana zvimwevo zvichiita madonhwe makuru.
VerengaSwipe for the next word