Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa -go- kana tichida kuudza munhu zvakaitika mushure mechimwe chinhu.
1
Tinoshandisa -go- kana tichida kuudza munhu zvakaitika mushure mechimwe chinhu.
Pandakaba, ndakabatwa, ndigorohwa zvakaomarara.
2
Tinoshandisa -go- kana tichiudza munhu kuti aite zvimwe zvinhu munguva inotevera.
Ugoenda kwaambuya kana wapedza kudya.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03go-o
Kana chokudya chichiti go-o chinenge chiine munyu wakawandisa.
VerengaSwipe for the next word