Duramazwi02 / 03ko ko koAya mazwi anotaurwa nomunhu achisvika pamusha kana kuti pamba paari kuda kupinda.Verenga→
Duramazwi03 / 03kobhuraKana munhu akakobhura mumba anenge amuisa mafuta epasi, uye kumukwiza kuti mutsvedzerere nokuhwinya.Verenga→