Duramazwi · chiito
kiyinura
unlock
-svumbunura
Duramazwi · chiito
unlock
Kana uchikiyinura musuo unenge uchishandisa kamwana keganje rinokiya kuuvhura.

Mwana ndeanopinda muchimai chemakii pakukiya nepakukiyinura musiwo.
Chimai ndepanopinzwa chimwana chekiyi pakukiya kana kukiyinura.
-svumbunura
Duramazwi
01 / 03Kiyuba
cuba
VerengaSwipe for the next word