Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhura chivharo chakaiswa nesimbi (to unlock).
1
Kuvhura chivharo chakaiswa nesimbi (to unlock).
Ndakasvika ndokukiinura ndichibva ndapinda.
Svombonoro isimbi yakagadzirwa nomutoo wokuti inogona kushandiswa kukiya kana kukiinura pagonhi, bhegi kana zvimwewo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kika
kick
VerengaSwipe for the next word