Duramazwi · chiito
kika
kick
-banha
Duramazwi · chiito
kick
Kukika chinhu kuchirova negumbo.
Kukika chinhu kuchirova negumbo.
Mutambi anofanira kukika bhora zvakanaka kuti apinde gonhi.
-banha
Duramazwi
01 / 03kikiri kikiri
Kana vanhu vachiti kikiri kikiri vanenge vachiita mutsimba vachida kuputsirana pasi.
VerengaSwipe for the next word