Duramazwi · chiito
banha
kick
-kava-pfura
Duramazwi · chiito
kick
Kubanha chinhu kuchirova negumbo.
Kubanha chinhu kuchirova negumbo.
Bhora racho mwana uyu anobaribanha zvedi.
Kuti pfari pfari kubanha kunoita mhuka kana shiri inenge yava kufa.
-kava · -pfura
Duramazwi
01 / 03banhura
Kana munhu achibanhura bhora anenge achirikava negumbo zvakasimba zvokuti rinoenda kure.
VerengaSwipe for the next word