Duramazwi
bani
plain
defegan'a
Duramazwi
plain
Bani inzvimbo isina miti yakawanda, inowanzomera uswa upfupi, uye kazhinji yakanyorovera kana kuti ine machakwi.

Benzi rikasaimba manjemanje richamhanya bani.
Kunyanyadzira kupisa bani nokuvesa moto panzvimbo dzakasiyana-siyana.
Bani inzvimbo isina miti yakawanda, inowanzomera uswa upfupi, uye kazhinji yakanyorovera kana kuti ine machakwi.
defe · gan'a
Duramazwi
01 / 03banidza
Kushinya.
VerengaSwipe for the next word