Duramazwi · zita
Zvinoreva
Banya kaimba kasingasetwi nedhaka kanogara munhu anomukirwa kana kuti kusvikirwa.
Banya rudzi rwembeva huru ine ruvara rwuchena padumbu uye musana wakatsvukuruka, inogara mumakura.

Kana munhu achiti zvinhu zvakambanya zvinenge zvakamuomera chaizvo panguva iyoyo.

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03banza
Banza chivimbo chekuwana zvinoitika zvinofadza pamberi.
VerengaSwipe for the next word