KwaunobvaDuramazwiCchitumba

Zvinoreva

Kamba kadiki kekufanogara.

1

Kamba kadiki kekufanogara.

Chitumba kamba kekumbofanorara imba chaiyo isati yapera kuvakwa.

Chitumba kamba kasina kuvakwa zvakanaka kasingayemuriki.

Chitumba kamba kanovakwa kumunda panzvimbo yakakwirira, munogara vanhu, zvekuti vanokwanisa kuona zvingada kudya minda yavo vari kure.

2

3

4

Chitumba kamba kekumbofanorara imba chaiyo isati yapera kuvakwa.

Zvakafanana

dumba · chirindo · chitsaka · musasa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitumbi

Chitumbi itsandanyama iri mumashure memupimbira.

Verenga

Swipe for the next word