KwaunobvaDuramazwiMmusasa

Zvinoreva

Musasa muti wakada kufanana nemunhondo, unowanzomera mumakomo uye unosvuurwa makavi ekugadzirisa tambo, kana kuvakisa dzimba nekuvezwa mipinyi.

1

Musasa muti wakada kufanana nemunhondo, unowanzomera mumakomo uye unosvuurwa makavi ekugadzirisa tambo, kana kuvakisa dzimba nekuvezwa mipinyi.

Musasa inzvimbo yekugara kwenguva shoma, inenge yakakomberedzwa nemasanzu emiti.

Musasa inzvimbo yekumbofanorara imba isati yapera kuvakwa.

Urwu rudzi rwehowa hwakatsvukuruka hunowanzowanikwa pasi pemuti wemusasa.

2

Musasa inzvimbo yekugara kwenguva shoma, inenge yakakomberedzwa nemasanzu emiti.

3

Musasa inzvimbo yekumbofanorara imba isati yapera kuvakwa.

Zvakafanana

muchacha · chitumba

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musasasa

Musasasa kakwenzi kanoreba mita imwe nechidimbu, kanobuda mukaka nokuita maruva muna Ndira uye kachimera panzvimbo dzine unyoro.

Verenga

Swipe for the next word