Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musasasa kakwenzi kanoreba mita imwe nechidimbu, kanobuda mukaka nokuita maruva muna Ndira uye kachimera panzvimbo dzine unyoro.
Kana munhu achiita musasasa anenge achimwaya mvura kana chimwewo chinhu nenzira yokuti madonhwe anopararira panzvimbo yakakura.

Zvakafanana
mufuramvuu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musasu
Musasu munhu anozvitemba pane zvose zvaanenge achiita muupenyu.
VerengaSwipe for the next word