Duramazwi
-fafaidza
Zvinoreva
Kana ukadira mvura uchiti fa fa, unenge uchiita zvokumwaya uchikurumidza.
1

Kuti fa fa kumwaya pendi kana mushonga uri muchigaba.
2

Zvine chekuita
-fafaidza
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fa wakanyenama
K KDKDK dimik. Kufa wakanyenama kufa uchitambura zvikuru mushure mekuurayiwa nenzira inorwadza, kazhinji zvichikonzerwa nezvinhu zvawanga uchiyambirwa kuti urege asi iwe uchiramba.
VerengaSwipe for the next word