Duramazwi
Zvinoreva
K KDKDK dimik. Kufa wakanyenama kufa uchitambura zvikuru mushure mekuurayiwa nenzira inorwadza, kazhinji zvichikonzerwa nezvinhu zvawanga uchiyambirwa kuti urege asi iwe uchiramba.
1
K KDKDK dimik. Kufa wakanyenama kufa uchitambura zvikuru mushure mekuurayiwa nenzira inorwadza, kazhinji zvichikonzerwa nezvinhu zvawanga uchiyambirwa kuti urege asi iwe uchiramba.
Ukadanana nevakadzi vevamwe unofa wakanyenama wabaiwa nebanga.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03faapositi
Kana bhora ragohwa nepafaapositi rinenge ragohwa nechepedyopedyo nebango regedhi, muchengeti webango akamira nechekune rimwe bango racho.
VerengaSwipe for the next word