KwaunobvaDuramazwiFfa-a

Zvinoreva

Kututuma, kufashaira kana kumwaya.

1

Kututuma, kufashaira kana kumwaya.

Kana munhu akagara akati fa-a, anenge akasununguka, achiratidza kufara, asina zvinomunetsa mupfungwa.

2

Kuti fa-a kutanga kuvira kana kufashaira kwemvura, kana zvimwewo zvinoti kana zvaiswa pamoto zvinovira.

Kana mukaka wauri kudziyisa uyo wangoti fa-a, ibva waubura usati wafashaira uchiteukira mumoto.

3

Kana uchidira mvura kana mushonga kana pendi uchiti fa-a, unenge uchishandisa pombi kana mumwewo mudziyo wokumwayisa.

4

Kana munhu akagara akati fa-a, anenge akasununguka, achiratidza kufara, asina zvinomunetsa mupfungwa.

Zvakafanana

fanzai

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fa fa

Kana ukadira mvura uchiti fa fa, unenge uchiita zvokumwaya uchikurumidza.

Verenga

Swipe for the next word