Duramazwi
Zvinoreva
Kuti zho kugara kwemunhu akagadzikana asina chaari kufunga.
Kuti zho kubaya munhu nechinhu chakapinza.
1

Kuti zho-o kuwa noruzha kunoita muti unenge watemwa.
Kuti zho kugara pachigaro kwemunhu mukobvu.
2

3
Zhokoto.
4

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zho-o
Kuti zho-o kuwa noruzha kunoita muti unenge watemwa.
VerengaSwipe for the next word