Duramazwi
Zvinoreva
Kuti zhokoto kuwira pasi kwemunhu aneta.
1
Kuti zhokoto kuwira pasi kwemunhu aneta.
Paakaona VaNhengure vati pasi zhokoto akaedza kuvabatsira achibatsirwa navarume vaya vaviri.
Vakangogona kushama kuti, 'Ah-!' vachibva vati pasi zhokoto.
Mukuru akadedera, ziya kuti teuteu,akabva ati pasi zhokoto.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zhongozho
Zhongozho rudzi rweshiri dzinofamba dzakawanda chaizvo, dzichiita ruzha.
VerengaSwipe for the next word