KwaunobvaDuramazwiFfabu

Duramazwi

fabu

pabvujumu

Zvinoreva

Kuti fabu kuzadza mudziyo unokwanisa kutakura mvura nezvimwewo zvakadaro.

1

Kuti fabu kuzadza mudziyo unokwanisa kutakura mvura nezvimwewo zvakadaro.

Nyatsozadza zigubhu iro kuti fabu nepeturo.

2

Kuti fabu kuregedza mweya wanga wakambodzivirirwa kana kudzvanyirirwa.

Mwana akacheka chibhora chake nereza, mweya wanga uri mukati ukati fabu.

Zvakafanana

pa · bvujumu

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fabuka

Kana mudziyo wafabuka unenge wazarisa kana kufashukira zvokuti chivharo chingatobva.

Verenga

Swipe for the next word