KwaunobvaDuramazwiKkemba

Duramazwi

kemba

Zvinoreva

Kana vanhu vachikemba vanenge vachimbogara pane imwe nzvimbo pasina dzimba kwechinguva chidiki, kazhinji vari mutende.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kembi

Kembi inzvimbo inogarwa nevanhu kwekanguva kadiki, kazhinji vachivata mumatende.

Verenga

Swipe for the next word