Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kembi inzvimbo inogarwa nevanhu kwekanguva kadiki, kazhinji vachivata mumatende.
1

Kembi inzvimbo inogara nhapwa, masoja, mapurisa kana vapoteri.
2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kemesiti
Muchina unogadzira mishonga (chemist).
VerengaSwipe for the next word