Duramazwi
punhura
-kava-pfanha
Duramazwi
Kupunhura kurova chinhu negumbo.
Kupunhura kurova chinhu negumbo.
Kukuhuna muti kuupunhura mashizha nemapazi.
-kava · -pfanha
Duramazwi
01 / 03punyaira
Kana munhu achinzi ari kupunyaira anenge ane shungu nokuda kwekugumburiswa kwaanenge aitwa.
VerengaSwipe for the next word