KwaunobvaDuramazwiPpunha

Duramazwi · zita

punha

Zvinoreva

Punha kamwana kasikana kachiri kechidiki.

1

Punha kamwana kasikana kachiri kechidiki.

Punha kamwana kasikana kachiri kechidiki.

Chipunha rudzi rweshavi rinoita kuti waragara akwanise kushopera.

Chipunha musikana anenge achangotanga kubuda mazamu.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

punhura

Kupunhura kurova chinhu negumbo.

Verenga

Swipe for the next word