Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achiti akaita pungwe ari panzvimbo anenge akapedza usiku hwose aripo.
1

Pungwe misangano yokudzidzisa voruzhinji nezvehondo iyo yaiitwa nevarwiri vorusununguko panguva iyo Zimbabwe yairwa hondo yorusununguko.
Akarara kupungwe, ndosaka maziso ake akati bvure bvure nehope.
2
Pungwe misangano yokudzidzisa voruzhinji nezvehondo iyo yaiitwa nevarwiri vorusununguko panguva iyo Zimbabwe yairwa hondo yorusununguko.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03punha
Punha kamwana kasikana kachiri kechidiki.
VerengaSwipe for the next word