Duramazwi
pungura
-kamura
Duramazwi
Kana uchipungura unenge uchibvisa zvinhu zvishoma kubva muzvizhinji.
Kana uchipungura unenge uchibvisa zvinhu zvishoma kubva muzvizhinji.
Kana uchipungura unenge uchibvisa zvinhu zvishoma kubva muzvizhinji.
Kana u-chipungura unenge uchiparadzanisa zvinhu zvanga zviri pamwe chete, uchigovera vanhu kana kuzviisa panzvimbo kana mumidziyo yakasiyana.
-kamura
Duramazwi
01 / 03pungwe
Kana munhu achiti akaita pungwe ari panzvimbo anenge akapedza usiku hwose aripo.
VerengaSwipe for the next word