KwaunobvaDuramazwiGgovera

Duramazwi

govera

allocate · ration · distribute

Zvinoreva

Kugovera vanhu kuvapa zviripo kuti umwe noumwe awanewo.

1

Kugovera vanhu kuvapa zviripo kuti umwe noumwe awanewo.

Murume wevhavhu takawana atogovera nhumbi dzomushakabvu vana sekuru vasati vasvika.

Akati gwibu nzimbe ndokugovera Tendai na-Zivanai.

Upi idoro rinopiwa kumunhu anga achigovera vamwe doro senzira yekumutenda nayo.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

goverana

Kana vanhu vachigoverana zvinhu vanenge vachipana zviripo kuti wese aripo awanewo zvake.

Verenga

Swipe for the next word